Chambuko izita revanhu rinowanikwa muZimbabwe, Kenya neTanzania.

  • Vanhu vane zita iri: Chambuko Nyaludzi; Chambuko Rajabu; Rodgers Chambuko; Itai Chambuko.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaTaita vanoti chambuko (adj. opposite).