Chapungu
Bungu (bateleur eagle) kureva chapungu. Pakuwanda toti mapungu.
Hugaro hweChapunguChinjirudza
Hugaro hwechapungu hwakatambarara huchibata: Mauritania, Senegal, Mali, Guinea, Sudan, Ethiopia, Somalia, Namibia, Botswana, South Africa, Saudi Arabia, Yemen, Côte d'Ivoire, Kenya, Nigeria, Zambia, Zimbabwe, uye Tanzania.
ChirevoChinjirudza
- Kuwomera sechapungu chisinga donhedze munhenga.