Chawanda izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neMalawi.

  • Vanhu vane zita iri: Chad Chawanda; Rumbidzai Chawanda; Stanley Chawanda; Fyness Chawanda.

Mitauro yeBantu chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaLenje vanoti chawanda (molar tooth, back tooth) vachireva dzeyo.
  • VaYao vanoti liwanda (a foetus; fetus) kureva mwana ari munhumbu. VaBukusu vanoti bawaanda (brothers, male cousins).
  • VaTege vanoti wanda (n. héritage) kureva rifa. Kwama vanoti wanda (n. large bamboo basket) ibhasiketi rakarukwa nemushenjere.