Teke-Tege
(runangakatsva kubva kuVaTege)
Teke-Tege mutauro weBantu unowanikwa munyika dzinoti: Democratic Republic of Congo, Republic of the Congo neGabon. Vanhu verudzi urwu vanonzi Bateke.
- VaTege vanoti bugu (n. abandoned village) kureva dongo.
- VaTeke vanoti byělè (n. breast) kureva zamu.
- VaTege vanoti kumi (n. ten) kureva gumi.
- VaTege vanoti ebùlù (n. whole, full, complete, undivided, integer) kureva mhumburu.
- VaTege vanoti ebulu (n. family, relatives, house) kureva mhuri.
- VaTege vanoti kabàlá (n. clearing with short grass) kureva chiwara.
- VaTege vanoti Mfumu (n. Lord, chief) kureva Ishe.
- VaTege vanoti kalíngá (n. dress, gown, robe) kureva hanzu. Ko nhahwa maringa?
- VaTege vanoti kuna (n. pigeon). Mamwe mazwi: pii (n. blue).
- VaTege vanoti lapfú (n. dead) kureva mufi.
- VaTege vanoti mfaara (n. interstice, breach, space; hole, empty) - zvichida kureva pakafara.
- VaTege vanoti mpfúlá (n. wind) kureva mhepo.
- VaTege vanoti mpila (n. wooded savannah).
- VaTege vanoti mvúlà (n. rain) kureva kunaya kwemvura.
- VaTege vanoti mwǎanà (n. child, baby, kid, infant) kureva mwana.
- VaTege vanoti ndzàlà (n. hungry; desire ) kureva nzara.
- VaTege vanoti nyàmà (n. animal) kureva mhuka.
- VaTege vanoti nyòní (n. bird) kureva shiri.
- VaTege vanoti ntúmá (n. envoy) kureva nhume.
- VaTege vanoti ngèlé (n. grudge, spite, rancour). Ko Mangere?
- VaTege vanoti ndzìlá (n. road, street) kureva nzira.
- VaTege vanoti otálá (n. shelf, gallery ) kureva dara.
- VaTege vanoti oyélì (n. intelligence) kureva huchenjeri.
- VaTege vanoti mbísá (n. table) kureva tafura. Ko Mbisva?
- VaTege vanoti mbíbá (n. grasscutter; hedgehog).
- VaTege vanoti kabyele (n. disease, ailment, malady, sickness) kureva chirwere.
- VaTege vanoti fùngúlà (n. key) kureva kiyi. Mamwe mazwi: ubviira (to render).
- VaTeke vanoti ndzoo (elephant) kureva nzou.
- VaTeke vanoti odza (food) kureva chidyo.
- VaTeke vanoti okila (n. tail) kureva muskwe.
- VaTeke vanoti lelemi (tongue) kureva rurimi.
- VaTeke vanoti majicokana dzǐirì (eyes) kureva maziso. Mamwe mazwi: dziina (tooth) kureva zino.
- VaTeke vanoti mugunda (field) kureva munda.
- VaTeke vanoti ng'ombe (cow) kureva mombe.
- VaTeke vanoti lentulu (chest) kureva chipfuva kana matunduru.
- VaTeke vanoti lendzu (groundnut) kureva nzungu.
- VaTeke vanoti mbva kana ambva (n. dog) kureva imbwa.
- VaTeke vanoti -bi (bad) kureva chivi.
- VaTeke vanoti mbvubi (hippopotamus) kureva mvuu.
- VaTeke vanoti impfiri (sorcery) kureva huroyi.
- VaTeke vanoti ngandu (crocodile) kureva garwe. Mamwe mazwi: ngandu (friend) kureva shamwari.
- VaTeke vanoti ulila (to cry) kureva kuchema. Mamwe mazwi: uya (to come) kureva [[kuuya]
- VaTeke vanoti mbvi (grey hair) kureva imvi. Mamwe mazwi: upfi (short) kureva pfupi.
- VaTeke vanoti itsi (tree stump) kureva chitsa.
- VaTeke vanoti yulu (sky, above) kureva kuuzuru kana kudenga.
Mamwe Mazwi
chinjirudza- VaTege vanoti mbàlà (n. secret).
- VaTege vanoti otsèré (n. diabetes).
- VaTege vanoti kasi (n. nation) kureva rudzi.
- VaTege vanoti dzandza (n. work) kureva basa.
- VaTege vanoti dzìà (n. love) kureva rudo.
- VaTege vanoti dzíndzá (n. ceremony) kureva mhemberero.
- VaTege vanoti etá (n. war) kureva hondo.
- VaTege vanoti kabìlà (n. meadow) kureva mafuro.
- VaTege vanoti kadzùní (n. shadow, shade) kureva mumvuri.
- VaTege vanoti kulu (n. foot) kureva tsoka.
- VaTege vanoti lambari kana mbari (n. bamboo).
- VaTege vanoti lankílà (n. language) kureva mutauro.
- VaTege vanoti mbàalí kana mbàarí (n. oil) kureva mafuta.
- VaTege vanoti sísyélé (n. truth) kureva chokwadi.
- VaTege vanoti vùrú kana bvuru (n. day light) kureva chiedza chezuva.
- VaTege vanoti wándá (n. héritage) kureva rifa.
- VaTege vanoti kapàrì (n. part, partion).
- VaTege vanoti mbali (n. tomorrow ) kureva mangwana.
- VaTege vanoti mbárá kana mbǔgà (n. heritage; legacy, heirloom) kureva rifa.