Chitsa
- Chitsa (stump of a tree) zvichireva chigutsa.
- Chitsa (a firebrand, an ember) zvichireva zimbe remoto.
- Chitsa sezita (a family name). The name is common in Gutu district in Zimbabwe.
- BaKalanga vanoti chitsha (stump of a tree) kureva gutsa.
- BaKalanga vanoti chitsha (site for a house or a field) kureva ruvara rwemba.
Peji rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana internal link rakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |