Chenga izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Nyasha Chenga, Ethel Chenga, Faith Chenga, Nancy Chenga.
  • Kuchenga (v. to keep close). Chenga ose manhanga hapana risina mhodzi.

Mitauro yeAfrika chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.