ChiMbuko mutauro unowanikwa muCameroon.

  • Mbuko vanoti zek (n. body) kureva muviri.
  • Mbuko vanoti tavak (n. carry on the head) kureva kutsiga nemusoro.
  • Mbuko vanoti lele (adj. good) kureva chinaku.
  • Mbuko vanoti uda (first) kureva chekutanga.
  • Mbuko vanoti zana (n. cloth) kureva jira.
  • Mbuko vanoti batal (n. needle) kureva tsono.
  • Mbuko vanoti gugoɓ (v. to weed) kureva kusakura.
  • Mbuko vanoti gugwar (v. to prune millet leaves) kureva kutanhaura mashizha erukweza.
  • Mbuko vanoti gugwes (v. to shake) kureva kuzunguzuka?.
  • Mbuko vanoti sukom (v. buy) kureva kutenga.
  • Mbuko vanoti kukwes (v. to drizzle) kureva kubvumba?.
  • Mbuko vanoti jan (v. climb) kureva kukwira.
  • Mbuko vanoti ban (v. catch) kureva kubata.

[1]

  1. https://www.sil.org/system/files/reapdata/60/45/00/60450056105892874105874550890648983712/MBUKO_VerbPhrase.pdf