Chiamba sezita
Chiamba izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Tanzania neAngola.
- Vanhu vane zita iri: Chipo Chiamba; Anna Chiamba; Pedro Chiamba.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.
- VaLenje vanoti kuamba (speech, utterance; expression) kureva kutaura. Kuambana (converse, gossip, communicate, salute, dialogue).
- VaFwe vanoti ku-amba (v. to talk, to speak). Mamwe mazwi: tu-ambaura (we are talking).
- VaSwahili vanoti kiamba (n. 1. rock, crag, reef. 2. ridge-pole, roof-tree. 3. fig. steadfast, courageous person. 4. sport, coll. boxer.).
- VaSwahili vanoti kiambo (n. 1. household, housekeeping, household furnishings. 2. village).