Muchidzidzo cheruambamhenyu, Chibereko (kureva uterus) igomwe kana utsa inhengo yemuviri wemukadzi munova ndimo munokura mwana kubvira panobatana doworume remurume nedowokadzi remukadzi kusvika pamusi wekuzvarwa kwemwana mucheche.

Mitauro ye Chibantu chinjirudza