Mucheche (infant) mwana achangozvarwa kusvika pamakore maviri zvichienderana nemaonero anoitwa mudunhu racho. Vazhinji vanoti mwana achiri pazamu ari kuyamwa mwana mucheche.

Mamwe Mazwi

chinjirudza
  • Chomungozva chinodyiwa nowabata mwana.
  • Kudya chomuzverel bata mwana wake. (If you want) to eat in the 'house of a woman who has given birth, cuddle her child.