Mucheche

(runangakatsva kubva kuMwana mucheche)

Mucheche (infant) mwana achangozvarwa kusvika pamakore maviri zvichienderana nemaonero anoitwa mudunhu racho. Vazhinji vanoti mwana achiri pazamu ari kuyamwa mwana mucheche.

Mamwe Mazwi chinjirudza

Tsumo chinjirudza

  • Chomungozva chinodyiwa nowabata mwana.
  • Kudya chomuzverel bata mwana wake. (If you want) to eat in the 'house of a woman who has given birth, cuddle her child.

Mitauro yeChiBantu chinjirudza