Chidongo sezita
Chidongo izita revanhu rinowanikwa muZimbabwe neZambia.
- Vanhu vane zita iri: Chidongo Mkandawire; Nyasha Chidongo; Rufaro Chidongo; Wezi Chidongo.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- VaSangho vanoti sedongo (n. classification). Fananidzai nokuti rooranai vematongo?