Chidzayo

Chidzayo (door wedge) chimuti chakavezwa chakatetepa rimwe divi, rimwe divi riri gobvu; chimuti ichi chinoshandiswa kugamha gonhi kuti risavharike.

Wedge (wig).jpg