Chigaga izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Vongai Chigaga; Cynthia Chigaga; Taurai Chigaga; Anashe Chigaga.
  • Ko kuti chigagairwa chemhandara zvinorevei?

Mitauro yeBantu chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • MaZulu vanoti isigaga kana izigaga pakuwanda (n. person with well-developed chest) vachireva munhu ane chipfuva chakakura zvakanakisa.
  • MaZulu vanoti isigaga kana izigaga pakuwanda (n. Well-developed chest) vachireva chipfuva chakakura zvakanakisa.
  • MaZulu vanoti isigaga kana izigaga pakuwanda (n. greyhound) vachireva imbwa yerudzi rwegreyhound.