Chigombo
Chigombo izita remhuri rinowanikwa kuMalawi.
- Vanhu vane zita iri: Sandram Chigombo; Sibusiso Chigombo; David Chigombo.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.
- VaZigula vanoti kigombo kana kigumpu (n. the remainder, what is left e.g. of a broken article).