Chigutiro sezita
Chigutiro izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Takudzwa Chigutiro; Rudo Chigutiro; Rhoda Chigutiro; Matthew Chigutiro.
Mitauro yeAfrika
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.
- Mandinka inoti kutiro (n. drum that's round and large) imhando yengoma hombe.
- Zigula inoti kuguta (v. shout; call loudly; speak loudly; raise the voice; yell). Mamwe mazwi: kugutila (v. summon; shout). Kugutisa (v. yell).
- Taabwa inoti kukuta (v. to call someone) - kushevedza munhu. Mamwe mazwi: kukutika (v. to call, threaten). Mvula yakutika (the rain threatens).
- VaGungu vanoti kukuutira (v. tamp - to force or pack down firmly by repeated blows) vachireva kutsindira chikuva.
- VaGungu vanoti kukuutira (v. harden a floor by pressing repeatedly with a stick). Mamwe mazwi: kukuutuura (v. make path well-trodden, due to passing via the same place continuously).