Chikaka
Chikaka izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Munashe Chikaka; Takunda Chikaka; Sydney Chikaka; Allysen Chikaka.
- Chikaka (Kukaka to be stiff - of a person, animal or thing that moves with difficulty).
- Chikaka, chinyamunhari kana chinyamundarira (Cramp) zvinoreva apo mhasuru dzinosunga dzichirwadza zvikurusei mushure mokunge munhu amhanya.
Mitauro yeAfrika
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- MaZulu vanoti khakhatha (Dry up stiff, parch, bake hard) vachireva kukaka?. VaLuba vanoti cikaka (n. pine-apple) vachireva chinanazi.
- Herero vanoti oru-kaka (difficult in expressing oneself). Mamwe mazwi: oru-kaka (n. indistinctness in speech; difficulty in utterance).
- Herero inoti n'orukaka (indistinct as speech; understood with difficulty). Bushong inoti kaka (adj. fresh, green, unripe).
- Lozi inoti sikaka (n. lower abdomen). Kinande vanoti emikaka (powerful, muscular). Tsuvadi inoti cikaka (n. pancake).
- Uyo Ibibio inoti kaka (v. show off, become pompous.). Lugwere vanoti kikaaka (n. scale; thick dry flake of skinv).