Izwi rokuti chikondamvura (hydrophilic in English) rinodudza kuti chinhu chinoda kubatana nemvura uye kunyunguduka mumvura. Muenzaniso watinoona ndewe munyu (salt) kuti inonyungudika zviri nyore mumvura.

Kurerutsa Mutauro

chinjirudza

Mitauro yeBantu

chinjirudza
  • VaChewa vanoti kukondanzeru (n. philosophy).