Chikowo izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Regis Chikowo; Davison Chikowo; Coleman Chikowo.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Nsenga vanoti chikowo (n. boundary between two properties).
  • Nsenga vanoti muhingano (n. a boundary fence).