Chikupo izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaBemba vanoti mukupo (n.hide, skin) kureva dehwe.
  • Herero vanoti oru-kupo (n. marriage) kureva wanano. Mamwe mazwi: oku-kupa (n. marriage). Fananidzai nokuti gupuro?