Chikutu sezita
Chikutu izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Tapfuma Chikutu; Marcia Chikutu; Chikutu Banda; Ahmadi Chikutu.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- MaZulu vanoti isikutu kana izikutu (n. Closeness of atmosphere). Mamwe mazwi: umkutu (n. Seclusion, place of safety).
- MaZulu vanoti kwamkutu (adv.loc. in seclusion, in safety). Herero vanoti kuta (v. bind, tie together).
- Herero vanoti otyikutu (n. a family, properly tie, bond). Mamwe mazwi: omukuta (n. a bundle).