Chikuva

Chikuva inzvimbo yakakwirira iri kumberi kwekicheni dzekumaruwa inoshandiswa kugadzikira hari. Vamwe vatauri vanoti hwira, huva kana chikuva.

  • Izwi rokuti guva rinoshandiswa kureva floor yemba kana kuti pasi.