Chikweya izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Tadiwa Chikweya; Takudzwa Chikweya; Lovemore Chikweya.

Mitauro yeBantu chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaTakwane vanoti kweya (cheap, be cheap or inexpensive).