Mugone
(runangakatsva kubva kuChikwiku)
Chikwiku, chiungadzi, kovakova kana mugone (n. Acacia polyacantha. Acacia campylacantha) muti unowanikwa muZimbabwe. Muti uyu unowanikwa wakaprarira muAfrika kubva kuGambia neEthiopia kusvika South Africa
- Vamwe vanoti: mukwakwa kana munanga.