Chimbikiti
Chimbikiti izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Rumbidzai Chimbikiti; Daniel Chimbikiti; Carla Chimbikiti; Tinotenda Chimbikiti.
Mitauro yeChiBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.
- VaWanga vanoti eshimbikiti (adj. short) kureva kupfupika kana pfupi.
- VaBukusu vanoti nasiimbikíti (n. dwarf) kureva munhu mupfupisa.