Chimbumba sezita
Chimbumba izita rinowanikwa muAngola.
- Vanhu vane zita iri: Maralda Chimbumba; Vicente Chimbumba; Inacio Chimbumba; Afonso Chimbumba.
- Mazwi ari pedyo: Mbumba sezita.
Mitauro yeAfrika
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tariro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- Herero vanoti otyi-mbumba (n. troop), kureva bato remawuto.
- Chewa inoti olumbumba (n. tattooing) kureva nembo.