Chingwanda izita rinowanikwa muZambia, neMalawi.

  • Vanhu vane zita iri: Mukuka Chingwanda; Yamikani Chingwanda; Amatandike Chingwanda; Loui Chingwanda.
  • Mazwi ari pedyo: Mangwanda sezita.

Mitauro yeBantu chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Umbundu inoti ocingwanda (n. a large kind of beans) kureva imhando yebhinzi hombe.