Chinyama izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Godwin Chinyama; Tawanda Chinyama; Shyleen Chinyama;Farai Chinyama.

Mitauro yeAfrika chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Nyungwe inoti cinema (animal) zvichireva mhuka. Swahili inoti kinyama (adv. like an animal, in a brutish or coarse way).
  • Yao vanoti chinyama (any large game) kureva mhuka huru dzemusango.
  • Nyaneka vanoti ochinyama (n. animal) kureva mhuka.