Chikondamvura
(runangakatsva kubva kuChipangamvura)
Izwi rokuti chikondamvura (hydrophilic in English) rinodudza kuti chinhu chinoda kubatana nemvura uye kunyunguduka mumvura. Muenzaniso watinoona ndewe munyu (salt) kuti inonyungudika zviri nyore mumvura.
Kurerutsa Mutauro chinjirudza
- Kugonda (v. to trust, to hope). Gonda (n. trust, hope).
- Dombo iri rine chikondamvura: this rock is hydrophilic.
Mitauro yeBantu chinjirudza
- VaChewa vanoti kukondanzeru (n. philosophy).