Kupatira

(runangakatsva kubva kuChipatiso)

Shoko rokuti kupatira (constipated) rinotaura apo munhu anenge achitadza kubuditsa dhodhi nezvikonzero zvehurwere. Apa chipatiso chinenge chava chinhu chinotadzisa munhu kubuditsa tsvina zviri nyore.

Mitauro yeBantu chinjirudza

  • Kinande vanoti erihatira (v. stalled, stuck; wedged, get bogged down).
  • Kinande vanoti erihatirya (v. block, to bog down).
  • Kinande vanoti olóndo mólwahatıry' omútoka (v. the mud got the car stuck).