Chipesu sezita
Chipesu izita remhuri rinowanikwa muMozambique, neZambia.
- Vanhu vane zita iri: Estere Chipesu; Binza Chipesu; Kimberly Chipesu; Hardy Chipesu.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeBantu inotodzana mazwi.