Chipindi izita remhuri rinowanikwa kuZambia.

  • Vanhu vane zita iri: Caleb Chipindi; Maanka Chipindi; Chisenga Chipindi; Misheck Chipindi.

Mitauro yeBantu chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaZigula vanoti kihindi (n. a part, a piece). Vanoisa h patinoisa p. Sokuti: kuhara (v. scrape) kureva kupara.