Chirindi izita remhuri rinowanikwa kuZambia, Mozambique neKenya.

  • Vanhu vane zita iri: Aron Chirindi; Mgana Chirindi; Amina Chirindi; Kelebogile Chirindi.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yokuti mitauro yeBantu inotodzana mazwi.

  • VaBemba vanoti cilindi (n. grave) kureva rinda.
  • VaTaita vanoti kirindi (n. a flat piece of ground).
  • VaTaita vanoti kugwisha kirindi (v. to level).