Chiringa sezita
Chiringa izita revanhu rinowanikwa muZimbabwe, Kenya neMozambique.
- Vanhu vane zita iri: Chiringa Domingos; Chiringa Sebastiao; Sarudzai Chiringa; Mwiinga Chiringa.
Mitauro yeAfrika
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.