Chirugumbana sezita
Chirugumbana izita revanhu rinowanikwa muSouth Africa neTanzania.
- Vanhu vane zita iri: Mateus Chirugumbana; Chirugumbana Kusereka; Fernando Chirugumbana.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.
- Nsenga vanoti cirugumbana (n. a stone hut).