Chirunda

Chirunda izita rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Amos Chirunda; Shungu Chirunda; Dorothy Chirunda; Margaret Chirunda.
  • Kune magweta akita mukurumbira vainzi Chirunda & Chihambakwe.

Mitauro yeBantuEdit

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaRwanda inoti kurunda (to pile together, heap). Baila vanoti ilunda (a big heap) kureva zimurwi. Baila vanoti kulundika (gather up; heap up, amass) kureva kuunganidza.
  • VaKagulu vanoti dilundo (n. heap) kureva murwi. VaNyakyusa vanoti lundika (v. pile up). VaNande vanoti ekirunda (n. a heap of stones; type of sweet potato).
  • VaKagulu vanoti ku-lunda (v. 1. to hoard, be a miser; 2. to assemble, collect). Kimbundu vanoti kulunda (v. keep, conserve, preserve, maintain).
  • VaBemba vanoti cilunda (n.hive) kureva mukoko. VaZigula vanoti kilunda (n. trap for hippos). VaYao vanoti lunda (wisdom; sense).