Chirunda sezita
Chirunda izita rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Amos Chirunda; Shungu Chirunda; Dorothy Chirunda; Margaret Chirunda.
- Kune magweta akita mukurumbira vainzi Chirunda & Chihambakwe.
- Mazwi ari pedyo kurunza, Marunza sezita, Murunda sezita, Chirundazi sezita, Murunda sezita, Ndunda sezita.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- Kinyarwanda inoti kurunda (to pile together, heap). Baila vanoti ilunda (a big heap) kureva zimurwi. Baila inoti kulundika (gather up; heap up, amass) kureva kuunganidza.
- KiKagulu inoti dilundo (n. heap) kureva murwi. VaNyakyusa vanoti lundika (v. pile up). Kinande inoti ekirunda (n. a heap of stones; type of sweet potato).
- VaKagulu inoti ku-lunda (v. 1. to hoard, be a miser; 2. to assemble, collect). Kimbundu vanoti kulunda (v. keep, conserve, preserve, maintain).
- VaBemba vanoti cilunda (n. hive) kureva mukoko. VaZigula vanoti kilunda (n. trap for hippos). VaYao vanoti lunda (wisdom; sense).