Chisanza sezita
Chisanza izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neZambia.
- Vanhu vane zita iri: Chisanza Mwale; Mutinta Chisanza; Jack Chisanza; Erica Chisanza.
- Mazwi ari pedyo: hwarasanza.
Mitauro yeBantu Chinjirudza
Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Kune tarisiro yekuti mitauro yeBantu inotodzana mazwi.