Chisasiko izita remhuri rinowanikwa muMalawi.

  • Vanhu vane zita iri: Chifundo Chisasiko; Ivy Chisasiko; Eunice Chisasiko; Robert Chisasiko.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Nyanja inoti chisasiko (n. alcoholised porridge; or thick gruel made of nsima mixed with chimera).