Chisembe izita revanhu rinowanikwa muZimbabwe, Kenya, Malawi neZambia.

  • Vanhu vane zita iri: Rachael Chisembe; Chisembe Mulenga; Chileshe Chisembe; William Chisembe.

Mitauro yeBantu chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.