Chisita sezita
Chisita izita remhuri rinowanikwa kuTanzania.
- Vanhu vane zita iri: Tatenda Chisita; Nyarai Chisita; Takaingenhamo Chisita.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.