Chisumbwa izita remhuri rinowanikwa muAngola; DRC neKenya.

  • Vanhu vane zita iri: Jane Chisumbwa; Kebbias Chisumbwa; Alex Chisumbwa; Natasha Chisumbwa.

Mitauro yeBantu chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi