Tshiluba mutauro weBantu unowanikwa kuDemocratic Republic of Congo.

Mazwi Anotodza Shona chinjirudza

  • Izwi rokuti mbwa (dog) rimwechete kuShona neTshiluba.
  • Luba inoti mbuji (goat) kureva mbudzi.
  • Luba inoti muluma kana baluma pakuwanda (man) kureva murume.
  • Luba inoti mukaji (woman) kureva mukadzi.
  • Luba inoti mulume (man) kureva murume.
  • Luba inoti muloji (witch) kureva muroyi.
  • Luba inoti muendi (traveller) kureva murwendo.
  • Luba inoti mukulu (adult, elder) kureva mukuru.
  • Luba inoti muntu (person, man) kureva munhu.
  • Luba inoti muana (child) kureva mwana.
  • Luba inoti maamu (mother) kureva amai.
  • Luba inoti meesa (table) kureva tafura.
  • Luba inoti njila (road) kureva nzira.
  • Luba inoti muji (n. root) kureva mudzi.
  • Luba inoti buta (n. bow) kureva uta.
  • Luba inoti dikonde (n. banana) kureva bhanana.
  • Luba inoti ditama (n. cheek) kureva dama.
  • Luba inoti nyama (n. animal) kureva mhuka.
  • Luba inoti dikumi (n. ten) kureva gumi.
  • Luba inoti ngoma (n. drum) kureva ngoma.
  • Luba inoti buta (n. bow) kureva uta.

Mamwe Mazwi chinjirudza

  • Luba inoti tshimuma (fruit) kureva muchero.
  • Luba inoti mfumu (chief) kureva ishe.
  • Luba inoti tshibi (door) kureva dhoo.
  • Luba inoti mayi (water) kureva mvura.

[1]

  1. http://www.ledonline.it/linguae/allegati/Linguae0801Cocchi.pdf