Mbwa (kureva Canidae; sokutodza Chiratini) pahuwandu tichiti Madzimbwa, imhuri ine zvikara uye zvidyazvese zvinoyamwisa zveraya rechikara. Mhuka dzinobva mumhuri ye mbwa, dzinonzi imbwa. Mhuri ye mbwa yakakamurwa ine madzinza maviri: Gava-dzinza (Vulpini) ("makava chaivo") uye Humbwa kana Mbwa-dzinza (Canini) ("imbwa dzechokwadi"). Mbwa dzerudzi re gava-dzinza (makava) dzinonzi "zvikava". Mbwa dzedzinza re humbwa kana mbwa-dzinza (bhumi, imbwa, kxoyoti nemamwe) dzinonzi "imbwa". Vamwe vanhu vanodana zvese izvi kuti "imbwa", asi izvi hazvina kunaka.

10 of the 12 extant canid genera
Hupango musainzi
Muvuso: Umhuka (Animalia)
Faramu: Kodhata (Chordata)
Musaku: Dzinoyamwisa (Mammalia)
Raya: Zvikara (Carnivora)
Raya-zasi: Hukari (Caniformia)
Mhuri: Umbwa (Canidae)Fischer de Waldheim, 1817
Mhando ye mbari
chimbwa (canis)Linnaeus, 1758
Mhuri zasi uye extant genera
* Prohesperocyon * Hesperocyoninae * Borophaginae * Imbwa (Caninae) ((imbwa dzine zheve-diki (Atelocynus), Chimbwa (Canis), Maikon'u (Cerdocyon), Bhumi ine zenze (Chrysocyon), Dhore (Cuon/Dhole), Raposa (Lycalopex), Huhwe (Lupulella), Bumhi (Lycaon), Tanuki (Nyctereutes), Un'a (Otocyon), Sipotosi )Speothos), Gava pfumbu (Urocyon), Chigava (Vulpes))

Mienzaniso yemakani imbwa, bhumi, makava, kxoyoti, uye mhungubwe.

Mamwe mazwi chinjirudza

  • canidae/canid - Umbwa
  • canis - chimbwa
  • canine - imbwa
  • canini - mbwa-dzinza kana humbwa
  • caninae - mbwa zasi-mhuri kana inbwa (kutorwa reChiruanda) kana inja (shoko rechinguni)[1]
  • caniformia (carnivorous) - hukari

Mazita anodiwa muChishona chinjirudza

  • Mashoko anopera na -idae senge Canidae, Falidae, Accipitridae ne mamwe
  • Mashhoko anopera na -id senge Canid, Felid, ne mamwe
  • Mashoko anopera na -inae, senge Caninae, Felinae, ne mamwe
  • Mashoko anopera na -ni senge Canini, Vulpini, Felini ne mamawe

Mashoko anopera na -is ano iswa chivakashure "chi"

e.g. Canis => chimbwa, Felis => Chikatsi

Upangamutowo chinjirudza

Tarisai futi peji re Udongorodzwa hweMbwa

Mabviro eruzivo chinjirudza

  1. https://www.dogbreedinfo.com/languages.htm