Chitanda izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Malawi Tanzania neZambia.

  • Vanhu vane zita iri: Shadreck Chitanda, Chal Chitanda, Virginia Chitanda, Fadhili Chitanda.

Mitauro yeAfrika chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.