Mubhedha

Mubhedha (Chingezi: bed) kana uriri zvinoreva mudziyo wakagadzirirwa kuti munhu ange achirara pamusoro pawo. mubhedha unogadzirwa uine hwaro hwesimbi kana mapuranga, pamusoro pawo paine nhovo yakagadzirwa yakapfava kuitira kuti kana munhu arara usadzamira.

HK Four Seasons Hotel IMG 4918.JPG

Vamwe vatauri vanoti huriri kureva mubhedha.

ZvirevoEdit

  • Pakukutu hapaurayi. Rough accommodation won't kill you.

Mitauro yeAfrikaEdit