Chitungwiza
Chitungwiza iguta riripedyo neHarare. Parakavakwa guta iri ranga riri rekuti vanhu vatema vaishandira muHarare, makange muchigara varungu kunyaynya, vavane pekugara.
- Dungwiza, dingwiza kana madingwiza (Small thorny shrub: Solanum aculeastrum; 2. Impenetrable growth of thorny bushes).
- Chirambahuyo waiva musha wematangwena muguta reChitungwiza.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.