Chituro
Chituro izita remhuri rinowanikwa muMozambique.
- Vanhu vane zita iri: Marta Chituro; Faraji Chituro; Lucas Chituro; Claudious Chituro.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.
- Nsenga vanoti chitulo (n. deep sleep, lethargy) kureva hope dzakanyanya.]