Chiuto sezita
Chiuto izita remhuri rinowanikwa muZambia.
- Vanhu vane zita iri: Ruth Chiuto; Elina Chiuto; Rhodah Chiuto; Cynthia Chiuto.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.
- VaLozi vanoti siuto (n. feeding of people) kureva kuwanisa vanhu kudya.
- VaLozi vanoti siutiso (n. provisions, food supplies) kureva kuwanisa vanhu kudya.
Mazita ari Pedyo
chinjirudza- Mauto sezita remhuri.