Chivakamberi vara
Chinyorwa chino chakaunganidza mazwi anopera nechivakamberi chekuti vara.
- Kutandavara (v. to expand, extend).
- Kukakavara (v. to argue).
- Kusuruvara (v. to be lonely or sad).
- Kubhuruvara (v. to fade or go out of fashion).
- Kutsitsivara zvichireva kushingirira?
- Kukokovara (curved, bent).
Mitauro ye Afrika
chinjirudza- Mandika vanoti bala (v. besides; on; attached to).
- Herero vanoti oku-takavara (adv. numerous, common, copious, common).
- Herero vanoti varama (v. go alongside, go along; parallel with). Mamwe mazwi: varama n'ondundu (v. go alongside the mountain).
- Humburi Senni inoti bara (exist, be in a place). Sokuti: sùnd-ò bárá [à gà] (he’s destitute).